Life ain't got no formula
But the least we can try and Do is form love
Baby when you see this flow Get up on you I ain't trynna let It stick like glue
Kunge uchaita mouth foam Up
But just tryna give that love And I tell you it's Zimmer and Tak hapana kunetsa
Bho zvese love
Let's get it bless
yeah!
Zvirisei sei mhamha?
I'm on the road
when I'm Home
Ndichaphona
Zviri sei
Baba?
Tinofamba
kwatinoda
Muchaona
Zvirisei
brudda
Tichanamata
Ain't no change anytime Patinosangana
NdirikuShanda every day Handisi amateur
Hapana kunetsa
Hapana kunetseka
Hapana kunetsa
Hapana kunetsa
Hapana kunetseka
Hapana kunetsa
Hapana kunetseka
Hapana kunetsa
Hapana kunetseka
Hapana kunetsa
Hapana kunetseka
Hapana kunetsa
Hapana kunetseka
Hapana kunetsa
Hapana kunetseka
Hapana kunetsa
Hapana kunetseka
Hapana kunetsa
Hapana kunetseka
Hapana kunetsa Jah Guide
I chop screw sungura
Sampling mangoma
We digging gold down to Earth
Gweja on mukute
Mining business as usual
Shawty baddie too need spirit water saving
She from a Southern part of Pangea that never shifted
Kweprayer in parts dze 5 Loaves and two fish
Feeding the 5k nemutsvene Like the Biblical
Putin bars aside she might Russia with a nuke
Typical challenging mitigating She capping in tivity
Trapping inside a box kunge Terevizhani
Noel paNdera like a nigga Ndonzi Muzizhani
Mfana waMose from the Joshua Generation
But shi I do ride or die for together
No hesitation
Descendant millennial
Love is rare pa truth or dare
Stick to one or two above
Prove you choose enough Usanetsekane hush yeah
Zviri bho
Tamba kana ukuda
Zviri bho
Rara kana Waneta
Zviri bho
Tsamwa kana waGumbuka
Zviri bho
Rarama wusati wafa
Zvirisei sei mhamha?
I'm on the road
When I'm home
Ndichakuphona
Zviri sei
Baba?
Tinofamba
kwatinoda
Muchaona
Zvirisei
brudda
Tichanamata
Ain't no change anytime patinosangana
NdirikuShanda every day
Handisi amateur
Hapana kunetsa
Hapana kunetseka
Hapana kunetsa
Hapana kunetseka
Hapana kunetsa
Hapana kunetseka
Hapana kunetsa
Hapana kunetseka
Hapana kunetsa
Hapana kunetseka
Hapana kunetsa
Hapana kunetseka
Hapana kunetsa
Hapana kunetseka
Hapana kunetsa
Hapana kunetseka