Back to Top

Benefit Tanaka - Paidamoyo Lyrics

Benefit Tanaka - Paidamoyo Lyrics
Official

Wakandiwana ndiri Zanondoga kwaZindoga ndichizvimwira masese
Ukandirumura somucheche
Ukandiruma nzeve kuita sendavata pamuchenje
Ukati huya B, inini ndini wako mwenje, hupenyu huya ndikuchinje
Wakanga wakamomoterwa nemafero gero asi wakatsara ini ukanditi hello
Takasasana tiri pasi pemusasa tikazosangana kuMasasa wandisasa pamasaisai
Uchiti ndine twumasasi, tikavhara sasa ukanditi Rasta, imi munotodhingura chikero
Saka shoko rangu hero
Ngatipanane rudo, takapanana rudo, manje next week Rudo ada kuendeswa kuskero
Saka inini why wakunditi mero?
Ndakamboti ngatimuendese kumaNun mwana uyo
Zviri nani
Izvezvi haana NUN mwana uyo
Inini baba ndiri kungopfeka zvimabhero
Paidamoyo
Wakundishora sababa iwewe sei
Ah-ah, hazvisi fair
Zvababa
Shamari
Inini newe tichatotonha zvironda
Tototamba iyoyo, hanti ndozvaida moyo?
Paidamoyo
Wakundishora sababa iwewe sei
Ah-ah, hazvisi fair
Zvababa
Shamari
Inini newe tichatotonha zvironda
Tototamba iyoyo, ndozvaida moyo
Zvatadai ndakufunga kuti dai
Zvakadai takabvunza vana mhai
Pamwe vaiti
Vaitiudza kuti imi guys dananai
Cause muchazobvunzana maWhy kana mangoti fambei
Rudo rwehupwere munofunga harupere
Asi mberi munopora, kuperera hakuna njere
Kuteverera mapere
Chitoteerera chembere
Pakuda Peri-Peri
Need to spice up palife, tisabatirane maknives
Pakasangana isusu taitambirana majive
Nhasi chat rangu rakugara muarchive
Ungaziva ndivo vanhu vaipostana ka5?
Uchiri kungodhura hausi cheap patara
Wakuti ndinorwara ndiende kuchipatara
Handisirini ndakavapinza mucheek mdara
Ndaisadanana ndega, wakuita sei Paidamoyo
Paidamoyo
Wakundishora sababa iwewe sei
Ah-ah, hazvisi fair
Zvababa
Shamari
Inini newe tichatotonha zvironda
Tototamba iyoyo, ndozvaida moyo
Paidamoyo
Zvaidamoyo
John Black, Master P, ndati Hider moyo
Tasvika tiri two ndina Padhi
One, two, three, botsi piri ndati party
I remember ndiri sweet ndiri obsessed kunge kacheche
Ndaona mwana anga ari built sewa Beto
Ndamupinza deep round neka gest kepaghetto
Ndakaratidza panochilla ana boys
VanaE'tto
Kaholder real tight hanzi ihh pari scary
Daddy musandisiye ndega, please come save me
Ndabva ndati bho, pachigevha passa sceva
Hande paden ndinokuratidza ziactor
Ndine zihombe rakareba kunge hectare
Handisi Gombwe ndinochengera saigwe
Kakakotama ndakubata hanzi iwe
Gara pasi wanna get to know you ndiwe ani
Irie Irie, magevha haavhunduke
Ndakatuner zviri straight, zviri forward, zvamuka
Ini newe tiri bhoski pamushana
Handife ndakusiya une key yepamupaka
Paidamoyo (Heee)
Wakutondiita baba iwewe sei
Ah-ah, hazvisi fair
Zvababa
Shamari
Inini newe tikachototonha zvironda
Tototamba iyoyo hanti ndozvaida moyo
[ Correct these Lyrics ]

[ Correct these Lyrics ]

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.

English

Writer: Tatenda Maguta, Allan Sandako, Benefit Tanaka
Copyright: Lyrics © O/B/O DistroKid

Benefit Tanaka - Paidamoyo Video
(Show video at the top of the page)

Performed By: Benefit Tanaka
Language: English
Length: 3:00
Written by: Tatenda Maguta, Allan Sandako, Benefit Tanaka

Tags:
No tags yet