Haa unoziva chii chiquander
Unenge uchitofunga ndiwe wega
Wotozona kuti aah its almost munhu wese akungodaro
Ehee haa ko hapana ka ndozviiripo waziya
Zvakadhakwa kwese
Yeah
Everybody wishing kufamba akabata something
Everybody wishing kuchilla achimwa bacardi
Everybody busy haasikuda scudy
Everybody busy arikupusha graindi
Everybody arikudawo life irinani
Everybody praying mwari chitai something
Everybody busy cryin' sayin' why me
And I'm here telling you it's everybody
It's everybody
Hazvidi kuita stable like the stock market
And everybody busy tryna drink a cascade
Madhiri akanyura muvhu kunge casket
Life yacho busy handing you ma sanction
Ikunetsa kupfura zesa remuZimbabwe
Tikurara tadya jembi rine cabbage
Apa iwe unenge uchida zvima sausage
Tirikuda anointment
Everybody wishing kufamba akabata something
Everybody wishing kuchilla achimwa bacardi
Everybody haasikuda skiri rekumwa scudy
Everybody busy arikupusha graindi
Everybody arikudawo life irinani
Everybody praying mwari chitai something
Everybody busy cryin' sayin' why me
And I'm here telling you it's everybody
It's everybody
It's everybody
Yeah