Simudzai Mureza wedu WeZimbabwe
Simudzai Mureza wedu WeZimbabwe
Fokoro kana musingade Zimbabwe
Fokoro kana musingade Zimbabwe
Musa kanganwe
Musa kanganwe
Musa kanganwe kwamunobva
Musa kanganwe zvamuri
Musa kanganwe kwamunobva
Musa kanganwe zvamuri
Vano chema kana vasiya kumusha
Vano chema kana vasiya muri
Vano chema kana vasiya kumusha
Vano chema kana vasiya muri
Chisarai endai zvakanaka
Hanzi bho
Chisarai endai musa dzoka
Hanzi bho
Musa kanganwe
Musa kanganwe
Musa kanganwe kwamunobva
Musa kanganwe zvamuri
Musa kanganwe kwamunobva
Musa kanganwe zvamuri
Vano chema kana vasiya kumusha
Vano chema kana vasiya muri
Vano chema kana vasiya kumusha
Vano chema kana vasiya muri
Marasa zuva
Marasa zuva
Maiwe
Musa kanganwe kwamunobva
Musa kanganwe zvamuri
Vano chema kana vasiya kumusha
Vano chema kana vasiya muri
Vano chema kana vasiya kumusha
Vano chema kana vasiya muri