Muromo haupi
Chinopa maoko
Usanyepa
Kunyepa
Muromo haupi
Chinopa maoko
Usaseka
Kuseka
Muromo haupi
Chinopa maoko
Wakunyepa
Kunyepa
Muromo haupi
Chinopa maoko
Wakuseka
Kuseka
Ndaneta ne kunyeperwa
Ndapererwa urikundivara
Ndaneta ne kunyeperwa
Ndapererwa urikundivara
Ndaneta
Aive madziva ave mazambuko
Wazopera
Wapera
Aive madziva ave mazambuko
Wazopera
Wapera
Aive madziva ave mazambuko
Wazopera
Wapera
Aive madziva ave mazambuko
Wazopera
Ndaneta ne kunyeperwa
Ndapererwa urikundivara
Ndaneta ne kunyeperwa
Pandichakubata ndichakuparadza
Ndaneta
Ndaneta
Ndaneta ne kunyeperwa
Ndapererwa urikundivara
Ndaneta ne kunyeperwa
Pandichakubata ndichakuparadza
Ndaneta ne kunyeperwa
Ndapererwa urikundivara
Ndaneta ne kunyeperwa
Pandichakubata ndichakuparadza
Ndaneta ne kunyeperwa