Pakaipa
Mother f*cker
Pakaipa
Mother f*cker
Vanhu vano funga kuti ndiri extraneous
Kwete hanzi ndiri indigenous
Vanhu vano funga handina direction
Kwete hanzi handina maconnections
Vanhu ano trya asi vano kanganisa
Saka ndino funga why the f*ck am I to suffer
Vanhu vano funga kuti ndiri fabulous
Correction, hanzi ndiri dangerous
Vanhu havasi kundinzwisisa asi ndinoziva kuti
Vanhu havasi kundinzwisisa
Mweya wangu waka chena
Moyo wangu
Moyo wangu waka chena
Mweya wangu
Pakaipa
Mother f*cker
Pakaipa
Mother f*cker
Vanhu ano size-a vachifunga ndakapata
Chifinhu ndochigona saka easa faster faster
Vanhu vano wanzo ndiita underestimate
Zvino yakatanga kundino irritate
Vanhu ano trya asi vano kanganisa
But ndinoziva handisi stupid mother f*cker
Vanhu vano funga kuti ndiri fabulous
Correction, hanzi ndiri dangerous
Vanhu havasi kundinzwisisa asi ndinoziva kuti
Vanhu havasi kundinzwisisa
Vanhu havasi kundinzwisisa asi ndinoziva kuti
Vanhu havasi kundinzwisisa
Mweya wangu waka chena
Moyo wangu
Moyo wangu waka chena
Mweya wangu
Mweya wangu waka chena
Moyo wangu
Moyo wangu waka chena
Mweya wangu
Pakaipa
Mother f*cker
Pakaipa
Mother f*cker
Pakaipa
Mweya wangu waka chena
Mother f*cker
Moyo wangu
Pakaipa
Moyo wangu waka chena
Mother f*cker
Mweya wangu
Pakaipa
Mother f*cker
Pakaipa
Mother f*cker
Translation
It's bad
Mother f*cker
It's bad
Mother f*cker
People think I'm extraneous
No, I'm indigenous
People think I have no direction
No, it's not that, I don't have connections
People try make judgements about me but they get it wrong
So why the f*ck do I have to suffer
People think that I'm fabulous
Correction, I'm dangerous
People don't understand me but I know that
People don't understand me but I know that
My soul is clean
My heart
My heart is clean
My soul
It's bad
Mother f*cker
It's bad
Mother f*cker
People size me up and think that I'm slow
But I can be a nuisance/force to be reckoned with so take it easy
People keep on underestimating me
And now it's irritating me
People try but they get it wrong
But I know I'm not stupid mother f*cker
People think that I'm fabulous
Correction, I'm dangerous
People don't understand me but I know that
People don't understand me but I know that
People don't understand me but I know that
People don't understand me but I know that
My soul is clean
My heart
My heart is clean
My soul
My soul is clean
My heart
My heart is clean
My soul
It's bad
Mother f*cker
It's bad
Mother f*cker
It's bad
My soul is clean
Mother f*cker
My heart
It's bad
My heart is clean
Mother f*cker
My soul
It's bad
Mother f*cker
It's bad
Mother f*cker