Ndakaenda kunaThird Street muAvenues
Ndika ona hure
Apfeka twumini akati
Zvakwana saka handina basa
Ndipo sadza ndine nzara
Ndakaenda kunaThird Street muAvenues
Ndika onahure
Mahure hure hure hure
Hure
Akati
Ndezvipi zvimwe zvekuita
Handizive kwandiri kuenda
Ndezvipi zvimwe zvekuita
Handizive kwandiri kuenda
Zviri kundiuraya
Zvaka pusa
Hazvina kunaka kudaro
Zvaka pusa
Ndakati
Simuka
Simuka
Simuka mira uruwe
Simuka
Simuka
Simuka mira uruwe
Kana pasina shanduko
Hazvimbo chinja
Kana pasina shanduko
Hazvimbo chinja
Kana pasina shanduko
Hazvimbo chinja
Kana pasina shanduko
Hazvimbo chinja
Pese pandinodyira mutown
Ndino onamahure
Hure
Mahure
Mahure
Hure
Hure
Zvino shungurudza nokuti
Havana mukana
Hure
Mahure
Mahure
Hure
Hure
Hure
Mahure
Mahure
Hure
Hure
Simuka
Simuka
Handei
Simuka
Simuka
Simuka uzvimirire
Simuka
Simuka
Simuka uzvimirire
Ndakaenda kunaThird Street muAvenues
Ndika onahure
Hure
Mahure
Mahure
Hure
Hure
Simuka
Simuka
Simuka mira uruwe
Simuka
Simuka
Simuka mira uruwe
Kana pasina shanduko
Hazvimbo chinja
Kana pasina shanduko
Hazvimbo chinja
Kana pasina shanduko
Hazvimbo chinja
Kana pasina shanduko
Hazvimbo chinja