Ivhu ndiro rino ziva
Chete kuti mwana
Wembeva anorwara
Ivhu ndiro rino ziva
Chete kuti mwana
Wembeva anorwara
Gone
Ivhu ndiro rino ziva
Chete kuti mwana
Wembeva anorwara
Wafa warova
Toisa muivhu
Wafa warova
Toisa muguva
Wafa warova
Toisa muivhu
Wafa warova
Toisa muguva
Warova
Muguva
Upenyu wedu vanhu wakukosha
Upenyu wedu vanhu wakunetsa
Upenyu wedu vanhu wakukosha
Upenyu wedu vanhu waoma
Haasi makore akakosha
Asi upenyu mu makore ako
Chokwadi
Haasi
Makore akakosha
Asi upenyu mu makore ako
Wafa warova
Toisa muivhu
Wafa warova
Toisa muguva
Wafa warova
Toisa muivhu
Wafa warova
Toisa muguva
Warova
Muguva
Warova
Muguva
Upenyu wedu vanhu wakukosha
Upenyu wedu vanhu wakunetsa
Upenyu wedu vanhu wakukosha
Upenyu wedu vanhu waoma
Gone
Gone
Warova
Warova