Back to Top

Dorpboi Qure - Damages Lyrics

Dorpboi Qure - Damages Lyrics

DBA
I been goin through the phases I been feeling too low
Ndashaya ndoitacei kuti ndibve pano
Musango munerima munoda mikono
Been lookin to the deep ndichitsvaga tsono
I've been cold, aripo ndiani And I always thought kufa kurinani
Was I wrong, was I right I don't know
Pamwe ndiri bhambi

Ndozviitacei, dzimwe nguva ndinofunga zvicharamba zvakadai
Ndozviitacei, pamwe pacho ndinoshinga but I donno why
Ndozviitacei, I'm jus losin all my hopes feelin like I'm off road
Ndozviitacei, aah ndozviitacei yeah ehh

Yeah ehh Look,
Everyday I grind, but ndinoshaya chii
Why I gotta call it work if it don't build
I feel my tears knocking ndichiona vane whip
Boys rimwe rangu harina life Iri cheap
Ndoita mbiri mustreet yebudget iri deep
Nebhutsu oversize inoshowa zviri in
Inogara ichisonwa kumba Kwamudhara Dean
Apa keta hauzi munhu Kana usina sinh
I gotta keep on runnin need the ice, need the glow
Every good story starts sad so,
I know what I need never dumpin on my thoughts
If you thinkin amma give up that's where you are wrong
I know that zvakaoma Ndichazama ndichienda kwandinoda
It's alright thatchu not now Nenguva yavo Mwari vachakupa

They told me I jus keep on tryin
All this patience gimme damages
Pamwe rimwe zuva zvichaita nani
Applyin effort till I'm effortless
The only place yandinenge ndine mari kuma dreams Zvondirwadza pandomuka ndichiona ko hazvisi Everyday is a pain musodzi ndiyo pain ease
That's why I had to cure myself cuz nobody did
I'm walkin through the flame and it's burnin on my feet And they hopin in the jets riidin on the jet ski's Musandibvunze nice All I know ma enemies
I made a switch best friend became the melodies

Ndozviitacei, ndozviitacei yeah ehh
[ Correct these Lyrics ]

[ Correct these Lyrics ]

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.

Writer: Blessmore Chitanga
Copyright: Lyrics © O/B/O DistroKid

Back to: Dorpboi Qure

Dorpboi Qure - Damages Video
(Show video at the top of the page)

Performed By: Dorpboi Qure
Length: 3:35
Written by: Blessmore Chitanga

Tags:
No tags yet