Baba ndino shora dzimwe nzira dzandaka famba nadzo
Chimanuary
Haa ndaka tenderera, ndaka tenderera, ndaka pinda pinda
GC
Ndino shora dzimwe nzira dzandaka famba nadzo
Eh ndaka tenderera, ndaka tenderera, ndaka pinda pinda
Lil bro Bradson, ndaka mutipira kana
Sisi Brea I know
Vanondisimbisa ndikati Mama
Musazovachemedza, ndoziva munoona
Pandino Baiza
Chitai yando sasa, kwete yandoita
My yut uri murume, wodyawo chedikita
Kungodaro woziva, iwe watova jita
Big dhara ukasaiza, rinokutitsa
Mazuvano zvinoruma ndezve kuchererwa
Saka pakuda kuchenjera vekutevera
Vakanaka vakarara Selma anozviketa
Vachingomuka ma1 hamuzombo mapedza
Baba ndino shora dzimwe nzira dzandaka famba nadzo
Haa ndaka tenderera, ndaka tenderera, ndaka pinda pinda
Eh ndino shora dzimwe nzira dzandaka famba nadzo
Ndaka tenderera, ndaka tenderera, ndaka pinda pinda
Watino begger ndimi most high muri mega
Wenyama munhu pafair, haana pressure
Makati be yourself, vakabara uriwega
Bika poto urizi, vangu breda
Usavaudze, especially isatika yaibva
Gwara njanji handipoye ndiri chitima
Paruware totungamidza muzivi wenzira
Kungo chenjera, guva ndisazozvicherera
Iro zino irema, tese tinozviketa
Pamwe pacho yut rangu, chingotamba wega
Secret rova rako newe futi uriwega
Cuz loyalty yakabvinza, mazuvano irku lacker
Ndino shora dzimwe nzira dzandaka famba nadzo
Yo Gc chimanuary
Ndino shora dzimwe nzira dzandaka famba nadzo
Ndaka tenderera, ndaka tenderera, ndaka pinda pinda
Haa ndino shora dzimwe nzira dzandaka famba nadzo
Ndaka tenderera, ndaka tenderera, ndaka pinda pinda