Back on my knees
As i walk though the valleys with the shadows of death i shall not fear ZVINA MWARI MUKATI izvi
Most of the time ndoita zvinoda nyama
Ndisingatozive ndrikutozvipa wo munyama
Ndionesei mwari ndapfugama
Kuita mwana kwaye ndozvandakumbozama
M trying change old me ndakusiya
M opening a new chapter bible ndakuriziva
Madoors e ldarkness ndakasiya ndakakiya
I need clean friends Mafia ndakusiya
Lord i am back on my knees
Ndafamba Ndaenda ndadzoka
Please bvisai devil mandiri
Ndiri kuwanza madhiri
Ndiri kukoshesa mbiri
Lord i am back on my knees
I know i am a sinner
Without you oh lord i am no winner
I am trying kutiza mweya wetsvina oww yeah
Pasina the word ini m no winner
Wakuniblocker kuniwakitwa zvidhinha
Ndoda ngirozi dzehondo dzinondirwira
Ndotenda naJeso Kristu iye akandifira
Satan anouya achida kundishuungurudza
Anoshandisa vanhu van kandi tenderedza
Nyangwe mhepo dzotumirwa kuda kundipeperedza
Asi handitye coz Mwari munondichengetedza
Prayer is my only strength ndodaka ndripama knees
Ndendine mazisimba around jesus handityi
Ndrikuwanza kutsanya mazuva ano handichadyi
Nyangwe kuchurch ndaku seeder nema 50