Vana vemazuva ano
Havana hunhu
Vanoita zvada
Havaterere munhu
Hanzi basa rakakumirira mwanangu CHIMUKA
Hanty kuti rent iyi ibhadharwe mwedzi wese TISUKA
Saka tikapinda tikashaya pekugara SIMUKA
Kana takudya pauno uya nemvura yemaoko CHINGURA
Please ndapota mukwasha ngaasa uye ne CHIDHURA
Ngarongeke kwete kusaterera ACHIPINDURA
Hanty urikuona school fees iyi iuye TISUKA
Saka uchingo pedza kudya wosimuka UCHISUKA
Wacha hembe Uwache machira makuseni UCHIMUKA
Usapindure usingazive changamuka URIKUNZWA
Mese imimi muchandi demba nhasiso SHOOZA
Ahh ahhh
Ahhh ahhh
Ahh ahh
Ahh ahh
Vana vemazuva ano
Havana hunhu
Vanoita zvada
Havaterere munhu
Zvinoita here kuti munhu aripa mariii 30ph
Vana vanopheka mamvemve voswera ne nzara
Imwe mari ndeye ma bills imwe iri kudyiwa mubhawa
Hunhu waka dayiso haugezeke mu shower
Ndonzwa seiii zvamuri kutaura mukataura ne hasha
Unongo ridzirwa tsamwa
Nevanenge vatsamwa
Uchingo kandirwa mhosva
Dzawa kanganwa waka para