Back to Top

Marwadzo Video (MV)

Performed By: Kavvreyykrxss
Language: English
Length: 3:37
Written by: Willis Mushati

Kavvreyykrxss - Marwadzo Lyrics

Ndinochema ndiri ndega ndinochema ndiri ndega

Ndiri ndega aihwa hama

Ndiri ndega aihwa Hama

Ndakagara pamubhedha ndichichema misodzi
Yoyerera aihwa zvarema aihwa vaitombo ndiseka vachindisema Hanzi ita yaukuita you're not wehukama hapana zvokuita there is a lot of drama they just say hi to you for that Praha
When you gut no shit they don't give a damn when you hit no shit they don give a damnnn
Vaindi controller vaitoda kunditsoma life was a roller coaster spinning and spinning votokutiza
Zvaitoda kudhoma dai wapfugama namata kuna mwari for ramangwana when you see em vanokupa madaps trynna hide the fact yekuti vari fake there is a lot to stake a big betting game that's made on your life vari kuzviitirei hauziye kuti why Pamwe you might die it's a big fight apa ungoriwega apa ungoriwegaaaaa

Ndakatryer nepandogona mamhepo ainditsoma Pamwe pacho ndaimbogona asi
Vanhu vainditsoma life yanga yatowoma
Lifeyanga yatowoma deep in the gutters
Nemaronda aint nobody anokwanisa
Kukurapa unemunya unemunyama geza nemukaka unemunyama unemunyama unemunyama geza nemukaka rimwe zuva zvichanaka

Ndinochemaa ndinochemaaa ndinochemaa
[ Correct these Lyrics ]

[ Correct these Lyrics ]

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.

Writer: Willis Mushati
Copyright: Lyrics © O/B/O DistroKid

Tags:
No tags yet