Money money money dreams
Killan B on the way
Fidel
Pakudiwa vanoshanda nesimba
Vanomirira mukana eyy
Vanoti zvikaramba vozvisimbisa
Zvichanaka mangwana (mmmh yeah)
Mari huya mari huya
Kughettoh takusuwa
Mari huya mari huya
Kughettoh takusuwa
Money mi want
Money mi love
Rugare dai wauya
Mari huya mari huya
Kughettoh takusuwa
(Mmmmh yeah)
Luh love to di money
Wana build a big house fi mi mommy
Kalife kane milk n honey
Feed ah likkle bredah n sistran
Zvimadhiri zvemari fanika innbucks
Taita mari vakuti illuminate
Zvima demon tichirova ma uppercut
Prezha less hatitambise zvikati
Aah ndichidzika pa airport
Ndine zibag remari ndipei escort
Unlimited ndapiwa password
Zvinhu zviye zvachinja ndava landlord
Handingagumire muzviroto
Handingagumire muzviroto noo noo
Hongu zvakaoma paghetto
Asi tinokunda neminamato
Mari huya mari huya
Kughettoh takusuwa
Mari huya mari huya
Kughettoh takusuwa
Money mi want
Money mi love
Rugare dai wauya
Mari huya mari huya
Kughettoh takusuwa
Up and down
Shungu dzemoyo wangu kutora crown
Tryna get di money
Veku down town
Tiri pa marathon
Ndine hobho zvima plan
Ndoda private plane
Pakudiwa vanoshanda nesimba
Vanomirira mukana eyy
Vanoti zvikaramba vozvisimbisa
Zvichanaka mangwana (mmmh)
Mari huya mari huya
Kughettoh takusuwa
Mari huya mari huya
Kughettoh takusuwa
Money mi want
Money mi love
Rugare dai wauya
Mari huya mari huya
Kughettoh takusuwa
Money money money dreams aah
Money money money dreams aaah