Ndiani anorwisa pakaropafadzwa
Ndine nyasha ndine ngoni ndakaporofitwa
Ndakasimbiswa ndino chengetwa nedenga aaa
Ndinotenda aaa
Step by step tinosvika aaah zvichati zvonakidza aah
Pachapisa aaah
Call by call ichapinda aaah
Door by door ndicharira ahh
Song by song ichabvira aaah
Pachapisa aaah
Pachapisa aaah
Pachapisa aaah
Inyaya yemukana
Chichazara chikwama
I'll be praying to the lord
Almighty god
So that he will bless chese chandinobata
Zvichanaka
One day patience pays
Hapana chekumhanyira tinosvika chete
Tot by tot rinodhaka maifare
Kufara hatimire yapera monthend