Back to Top

Mirriam Shumbayarerwa - RUDO RUKURU Lyrics



Mirriam Shumbayarerwa - RUDO RUKURU Lyrics




Nyasha dzenyu Mwari
(Your grace oh God)
Dzandishamisa
(So amazing)
Handaikodzera
(I was undeserving)
Mandinhonga mumatope
(You picked me from the miry clay)
Mandishambidza
(And washed me)
Mandiita wenyu
(And made me Yours)

Mandiratidza rudo
(You revealed love) Rwandishamisa
(So amazing)

Rudo rukuru yeeeh
(Great love)
Rudo rukuru
(Great love)
Rudo rukuru yeeeh
(Great love)
Rudo rukuru
(Great love)
Rwaratidzwa pamuchinjikwa yeeh
(Has been demonstrated on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)
Ndaregererwa pamuchinjikwa yeeeh
(I have been forgiven on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)

Zvekare zvapfuura
(The old has passed)
Ndave chisikwa chitsva
(Am a new creation)
Ndapfekedzwa kururama
Kwenyu imi
(Clothed in Your righteousness)
You have rewritten my story
Isheeee
(Lord)
Ndave wenyu zvachose
(Am Yours forever)

Mandiratidza rudo
(You revealed love) Rwandishamisa
(So amazing)

Rudo rukuru yeeeh
(Great love)
Rudo rukuru
(Great love)
Rudo rukuru yeeeh
(Great love)
Rudo rukuru
(Great love)
Rwaratidzwa pamuchinjikwa yeeh
(Has been demonstrated on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)
Ndaregererwa pamuchinjikwa yeeeh
(I have been forgiven on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)
Ndadzikinurwa pamuchinjikwa yeeeh
(I have been delivered on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)
Ndashambidzwa pamuchinjikwa yeeeh
(I have been washed clean on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)

Hakuna chinhu
(Nothing)
Chingandiparadzanisa
(Shall separate us)
Nerudo rwakadai
(From such a great love)
Nerudo rwakadai
(From such a great love)

Rudo rukuru yeeeh
(Great love)
Rudo rukuru
(Great love)
Rudo rukuru yeeeh
(Great love)
Rudo rukuru
(Great love)
Rwaratidzwa pamuchinjikwa yeeh
(Has been demonstrated on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)
Ndasunungurwa pamuchinjikwa yeeeh
(I have been set free on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)
Ndaropafadzwa pamuchinjikwa yeeeh
(I have been blessed on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)
Ndaporeswa pamuchinjikwa yeeeh
(I have been healed on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)

Yeeeh yeeeh
(Great love)
Yeeeh yeeeh
(Great love)
Yeeeh yeeeh
(Great love)
[ Correct these Lyrics ]

[ Correct these Lyrics ]

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.


We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.


English

Nyasha dzenyu Mwari
(Your grace oh God)
Dzandishamisa
(So amazing)
Handaikodzera
(I was undeserving)
Mandinhonga mumatope
(You picked me from the miry clay)
Mandishambidza
(And washed me)
Mandiita wenyu
(And made me Yours)

Mandiratidza rudo
(You revealed love) Rwandishamisa
(So amazing)

Rudo rukuru yeeeh
(Great love)
Rudo rukuru
(Great love)
Rudo rukuru yeeeh
(Great love)
Rudo rukuru
(Great love)
Rwaratidzwa pamuchinjikwa yeeh
(Has been demonstrated on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)
Ndaregererwa pamuchinjikwa yeeeh
(I have been forgiven on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)

Zvekare zvapfuura
(The old has passed)
Ndave chisikwa chitsva
(Am a new creation)
Ndapfekedzwa kururama
Kwenyu imi
(Clothed in Your righteousness)
You have rewritten my story
Isheeee
(Lord)
Ndave wenyu zvachose
(Am Yours forever)

Mandiratidza rudo
(You revealed love) Rwandishamisa
(So amazing)

Rudo rukuru yeeeh
(Great love)
Rudo rukuru
(Great love)
Rudo rukuru yeeeh
(Great love)
Rudo rukuru
(Great love)
Rwaratidzwa pamuchinjikwa yeeh
(Has been demonstrated on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)
Ndaregererwa pamuchinjikwa yeeeh
(I have been forgiven on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)
Ndadzikinurwa pamuchinjikwa yeeeh
(I have been delivered on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)
Ndashambidzwa pamuchinjikwa yeeeh
(I have been washed clean on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)

Hakuna chinhu
(Nothing)
Chingandiparadzanisa
(Shall separate us)
Nerudo rwakadai
(From such a great love)
Nerudo rwakadai
(From such a great love)

Rudo rukuru yeeeh
(Great love)
Rudo rukuru
(Great love)
Rudo rukuru yeeeh
(Great love)
Rudo rukuru
(Great love)
Rwaratidzwa pamuchinjikwa yeeh
(Has been demonstrated on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)
Ndasunungurwa pamuchinjikwa yeeeh
(I have been set free on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)
Ndaropafadzwa pamuchinjikwa yeeeh
(I have been blessed on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)
Ndaporeswa pamuchinjikwa yeeeh
(I have been healed on the cross)
Rudo rukuru
(Great love)

Yeeeh yeeeh
(Great love)
Yeeeh yeeeh
(Great love)
Yeeeh yeeeh
(Great love)
[ Correct these Lyrics ]
Writer: Mirriam Shumbayarerwa
Copyright: Lyrics © O/B/O DistroKid




Mirriam Shumbayarerwa - RUDO RUKURU Video
(Show video at the top of the page)


Performed By: Mirriam Shumbayarerwa
Language: English
Length: 5:13
Written by: Mirriam Shumbayarerwa
[Correct Info]
Tags:
No tags yet