Back to Top

Mutume Yb Music - Gara neni (feat. UnChained) Lyrics



Mutume Yb Music - Gara neni (feat. UnChained) Lyrics




Gara neni uri umwe wangu
I wish you could stay here forever
Gara neni uri umwe wangu
I wish you could be mine forever
I cannot Manage The feeling
Ndikafunga ukundiramba
Ndofunga ukundiramba
I can not handle the feeling
Ndikafunga ukundiramba
Ndofunga ukundiramba
Why waku deleter number
Wakanganwa kwatafamba
Ko why wakundijamba
I thought wangauchitamba
Mumoyo akatama
Ndongove chematama
Misodzi pamatama
Ndasara ndakashama
You iwe ungandidarirei
Chimbondiudza ndakakutadzirei
Now you telling me
Hauchandifarire
Hausi enemy usazvijaidze
Ukuzvijaidza zvisina nebasa
Ingawani tainzwisisana
Ingawani kudanana
Ingawani waindimirira
Iwe iwe iwe iwe
Gara neni uri umwe wangu
I wish you could stay here forever
Gara neni uri umwe wangu
I wish you could be mine forever
I cannot Manage The feeling
Ndikafunga ukundiramba
Ndofunga ukundiramba
I can not handle the feeling
Ndikafunga ukundiramba
Ndofunga ukundiramba
Wandisiya ndichienda
Chasara dzava ndangariro
Kuti dai wangauneni
Ndainge ndisiri pano
Ndochemera aniko
Kwese ndongoona iwe
Hapana anonzwisisa
Vese vanonditi shinga
I cannot handle the feeling
Haumbondinyengerere
Uondisiya ndichikuramba
I cannot handle the feeling
Haumbondinyengerere
Uondisiya ndichikuramba
Gara neni uri umwe wangu
I wish we could stay here forever
Gara neni uri umwe wangu
I wish you could stay here forever
Love and melody
Love and melody
Loving loving
Loving you and some melody
Love and melody
I wana show my rythm
I wana give you that feeling
Love and melody
Duh dah rah rah melody
Sweet love melody
Love and melody
Sweet love melody
Love and melody
Sweet love melody
Love and melody
Sweet love melody
Love and melody
[ Correct these Lyrics ]

[ Correct these Lyrics ]

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.


We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.


English

Gara neni uri umwe wangu
I wish you could stay here forever
Gara neni uri umwe wangu
I wish you could be mine forever
I cannot Manage The feeling
Ndikafunga ukundiramba
Ndofunga ukundiramba
I can not handle the feeling
Ndikafunga ukundiramba
Ndofunga ukundiramba
Why waku deleter number
Wakanganwa kwatafamba
Ko why wakundijamba
I thought wangauchitamba
Mumoyo akatama
Ndongove chematama
Misodzi pamatama
Ndasara ndakashama
You iwe ungandidarirei
Chimbondiudza ndakakutadzirei
Now you telling me
Hauchandifarire
Hausi enemy usazvijaidze
Ukuzvijaidza zvisina nebasa
Ingawani tainzwisisana
Ingawani kudanana
Ingawani waindimirira
Iwe iwe iwe iwe
Gara neni uri umwe wangu
I wish you could stay here forever
Gara neni uri umwe wangu
I wish you could be mine forever
I cannot Manage The feeling
Ndikafunga ukundiramba
Ndofunga ukundiramba
I can not handle the feeling
Ndikafunga ukundiramba
Ndofunga ukundiramba
Wandisiya ndichienda
Chasara dzava ndangariro
Kuti dai wangauneni
Ndainge ndisiri pano
Ndochemera aniko
Kwese ndongoona iwe
Hapana anonzwisisa
Vese vanonditi shinga
I cannot handle the feeling
Haumbondinyengerere
Uondisiya ndichikuramba
I cannot handle the feeling
Haumbondinyengerere
Uondisiya ndichikuramba
Gara neni uri umwe wangu
I wish we could stay here forever
Gara neni uri umwe wangu
I wish you could stay here forever
Love and melody
Love and melody
Loving loving
Loving you and some melody
Love and melody
I wana show my rythm
I wana give you that feeling
Love and melody
Duh dah rah rah melody
Sweet love melody
Love and melody
Sweet love melody
Love and melody
Sweet love melody
Love and melody
Sweet love melody
Love and melody
[ Correct these Lyrics ]
Writer: Bryan Mutume
Copyright: Lyrics © O/B/O DistroKid




Mutume Yb Music - Gara neni (feat. UnChained) Video
(Show video at the top of the page)


Performed By: Mutume Yb Music
Language: English
Length: 3:31
Written by: Bryan Mutume
[Correct Info]
Tags:
No tags yet