Back to Top

Prince Tinashe - Ndichakunamatai Lyrics



Prince Tinashe - Ndichakunamatai Lyrics




Ndichakunamatai
Ndichakunamatai
Ndichakunamatai
Rini narini

Kunyange vedzinza baba
Vakaramba kukunamatai
Ndichakunamatai imi wemasimba

Kunyange vedzinza baba
Vakaramba kukunamatai
Ndichakunamatai rini narini

Ndichakunamatai
Ndichakunamatai
Ndichakunamatai
Rini narini

Hakusi kugona kwangu
Hakusi kungwara kwangu
Dzinongova nyasha dzenyu baba

Kunyange shamwari dzangu baba
Dzondirambe dzondisiye
Ndichakunamatai rini narini

Hakusi kugona kwangu Mwari
Hakusi kungwara kwangu
Dzinongova nyasha dzenyu baba

Ndichakunamatai
Ndichakunamatai
Ndichakunamatai
Rini narini

Hakusi kugona kwangu
Hakusi kungwara kwangu
Dzinongova nyasha dzenyu baba

Inyasha dzenyu
Inyasha dzenyu Mwari
Inyasha nhai Baba
[ Correct these Lyrics ]

[ Correct these Lyrics ]

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.


We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.


English

Ndichakunamatai
Ndichakunamatai
Ndichakunamatai
Rini narini

Kunyange vedzinza baba
Vakaramba kukunamatai
Ndichakunamatai imi wemasimba

Kunyange vedzinza baba
Vakaramba kukunamatai
Ndichakunamatai rini narini

Ndichakunamatai
Ndichakunamatai
Ndichakunamatai
Rini narini

Hakusi kugona kwangu
Hakusi kungwara kwangu
Dzinongova nyasha dzenyu baba

Kunyange shamwari dzangu baba
Dzondirambe dzondisiye
Ndichakunamatai rini narini

Hakusi kugona kwangu Mwari
Hakusi kungwara kwangu
Dzinongova nyasha dzenyu baba

Ndichakunamatai
Ndichakunamatai
Ndichakunamatai
Rini narini

Hakusi kugona kwangu
Hakusi kungwara kwangu
Dzinongova nyasha dzenyu baba

Inyasha dzenyu
Inyasha dzenyu Mwari
Inyasha nhai Baba
[ Correct these Lyrics ]
Writer: Prince Mahambaedwa
Copyright: Lyrics © O/B/O DistroKid

Back to: Prince Tinashe



Prince Tinashe - Ndichakunamatai Video
(Show video at the top of the page)


Performed By: Prince Tinashe
Language: English
Length: 5:40
Written by: Prince Mahambaedwa
[Correct Info]
Tags:
No tags yet