Oh oh oh oh oh oh oh oh
2019
Queen Queen 263
Zvauri ndizvo wochitongodada nazvo
They can hate it or love it
VAVENGI vasingade, kunyangwe vasingade
Zvauri ndizvo wochitongodada nazvo
They can hate it or love it
VAVENGI vasingade, kunyangwe vasingade
Itawo, imbawo usavenge mind your turusi
Ityawo, endawo kunovhura bizimusi
Shandawo, yedzawo hupenyu haasi masarusi
Usaite mafunnies baka upfure machisi iwe
Inini ndiri Queen
It's not easy to win
Ndichatoshanda like a running machine
I gotta be myself
Nekuti mberi kwangu handina Shefu
I fill my own glass
I class my own class
Musandifananidze
NaChibaba TIVANYARARIDZE
Hapana anoti VHARIRAKUNZE
Zvauri ndizvo wochitongodada nazvo
They can hate it or love it
VAVENGI vasingade, kunyangwe vasingade
Zvauri ndizvo wochitongodada nazvo
They can hate it or love it
VAVENGI vasingade, kunyangwe vasingade
Sa Sa Sa Sa Sa Sa
Watch out
Sauro march out
Lemme speak out
Kumangoma hakufikwaita drought
Ndangandiri down but not out
Saka no doubt
Cause I'm unbeatable uncompetable
Reliable
Kumangoma vanoziva chibaba chirikupisa kunge fireball
Chibaba ndavavharira futi door
Nekuti asingade anenge asingade
Iwewe kanausingade
Hazvirevi kuti ini handide
Saka chimbo minda turisi
Everyday yoita kisimusi
Isu takadhakwa nemikisi
Ngoni dzacho hautomboti nikisi
Zvauri ndizvo wochitongodada nazvo
They can hate it or love it
VAVENGI vasingade, kunyangwe vasingade
Zvauri ndizvo wochitongodada nazvo
They can hate it or love it
VAVENGI vasingade, kunyangwe vasingade
Itawo, imbawo usavenge mind your turusi
Ityawo, endawo kunovhura bizimusi
Shandawo, yedzawo hupenyu haasi masaramusi
Usaite mafunnies baka upfure machisi iwe
2019 Queen Queen Queen 263