Pandakakuona
Ndaitoona ndabisa lobola
Uriwe Muroora
Izwi rangu robva rashoshoma (Shoshoma)
Muviri wangu wodedera
Mashoko angu ndokakama
Ukandisekerera iwe
Ukandinyemwerera yeah ehe
Huya Huya ndikumbundire x2
Vura meso unditarise
Ndokupa Rudo usandikanganwe
Rudo rwangu harutengeke
Runodada harukendenge
Oh mi amor, Dali wangu
Lovie wangu
Sweety wangu
Sqamulamayezu
Moyo Muti wakanetekera michero
Pachipfuva changu
Chipfuva changu
Chipfuva changu ah yeah
Huya
Pachipfuva changu
Chipfuva changu ah yeah
Huya huya ndikumbundire x2