Oh yeah
Oh nananana lx
Fresh
Lxa getting paid boy
Outta g for yah
Troy chimwana chiye
Iwe
I was like mai mwana
Maitwa seiko imi mai mwana
Mabasa amakubata ndeapi aya
Pavaindiudza ini ndaisada
Apa gen'a rangu rainditipa
Ndaitogaya kuti vanokuvenga
Takabva tese kumakomoyo
Apa ndiwe watora wangu moyo oh oh
You mi friend
You never lied to me
Kuti ndineka baby kakanaka but
Kaindiitisa
Kaindiitisa
My friend mainditipa feya
Handina kumbenge ini ndazviketa
Kuti uyu mwana arikundiitisa
Paari ndaiti ini ndini ndega
You mi friend
You never lied to me
Kuti ndineka baby kakanaka but
Kaindiitisa
Kaindiitisa
My friend mainditipa feya
Handina kumbenge ini ndazviketa
Kuti uyu mwana arikundiitisa
Apa ndaiti ini ndini ndega
Mamuona here mwana uyu
Arikundikanganisa
Arikundipfuhwira
Arikundivhiringidza
Mamuona here mwana uyu
Arikundishungurudza
Achindiendera kun'anga
Arikundikanganisa
You mi friend
You never lied to me
Kuti ndineka baby kakanaka but
Kaindiitisa
Kaindiitisa
My friend mainditipa feya
Handina kumbenge ini ndazviketa
Kuti uyu mwana arikundiitisa
Paari ndaiti ini ndini ndega
You mi friend
You never lied to me
Kuti ndineka baby kakanaka but
Kaindiitisa
Kaindiitisa
My friend mainditipa feya
Handina kumbenge ini ndazviketa
Kuti uyu mwana arikundiitisa
Apa ndaiti ini ndini ndega
You mi friend
You never lied to me
Kuti ndineka baby kakanaka but
Kaindiitisa
Kaindiitisa
My friend mainditipa feya
Handina kumbenge ini ndazviketa
Kuti uyu mwana arikundiitisa
Paari ndaiti ini ndini ndega
You mi friend
You never lied to me
Kuti ndineka baby kakanaka but
Kaindiitisa
Kaindiitisa
My friend mainditipa feya
Handina kumbenge ini ndazviketa
Kuti uyu mwana arikundiitisa
Apa ndaiti ini ndini ndega