Baby pauri ndakanyura
Mhhh heee
Ndokumbira kuti udzvinye rewind
(Rewind)
Handimusiye kwese ndinoenda ndiinaye
(Ndiinaye)
Rega ndimusiye kumba ka kusati kwadoka
Kumuchato kwedu tichakukokayi
Machampagne muchama popa aya
(Muchama popa)
Nemadhanzi vanhu venge vachingofara
(Vevachingofara)
Nezvima humpty dumpty, zvimadhoni zvatichabara
(Zvatichabara)
Saka vaudze, vaudze ndamuwana Magi mukaranga
Mhhh yeahh
I said I'm in love
Girl, I'm in love with you
(And it's alright)
I wanna fly you private
Kuenda kuSantorini
(Toenda kuJoni)
I said I'm in love with you
(And it's alright)
Hee hee
Girl, I'm in love with you
Hee hee hee
I wanna fly you private
Hee hee hee
Kuenda kuSantorini
Hee hee hee
Magi Mukaranga
Mwana ibanga uyoo
Pese pandomuona eh eh
Magi Mukaranga yeah
I wanna fly you private
Yeah yeah yeah
Uripadivi pangu ah
Yeah yeah yeah
Ndiudze kazevezeve shamwari
Yeah yeah
Dziudze munzeve shamwari
Yeah yeah yeah
Ndiudze kani shamwari
Zvaunoda ndikupe ehh ehh
Toenda Dubai
Dubai Dubai
Ndege Dubai
Dubai Dubai
Tokwira ndege Dubai
Dubai Dubai ndinewe my baby
Magi Mukaranga yeah yeah
I said i'm in love
Yeah yeah yea
I'm in love with you
I'm in love with you
Magi Mukaranga
Mmm mmh mhhh